Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mhuri yaJehovha Yakabatana

Mhuri yaJehovha Yakabatana

VAEFESO 4:3

Mangwanani

  • 9:30 Mimhanzi

  • 9:40 Rwiyo Nhamba 85 Nemunyengetero

  • 9:50 Koshesa Nzvimbo Yako MumhuriyaJehovha

  • 10:05 Hurukuro Yekusiyirana: Vakagamuchira Uye Vakakoshesa Vamwe

    • • Erihu

    • • Ridhiya

    • • Jesu

  • 11:05 Rwiyo Nhamba 100 Nezviziviso

  • 11:15 Ramba Uchibatsira Vamwe Kuti Vave Mumhuri yaJehovha

  • 11:30 Kuzvitsaurira Uye Kubhabhatidzwa

  • 12:00 Rwiyo Nhamba 135

Masikati

  • 1:10 Mimhanzi

  • 1:20 Rwiyo Nhamba 132 Nemunyengetero

  • 1:30 Hurukuro Yavose yeBhaibheri: Musha Wenyu Inzvimbo Yekuzororera Ine Rugare Here?

  • 2:00 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi

  • 2:30 Rwiyo Nhamba 136 Nezviziviso

  • 2:40 Hurukuro Yekusiyirana: Ungava Sei Munhu Anoita Kuti Pave Nerugare?

    • • Taura Mashoko ‘Akanaka Anovaka’

    • • ‘Famba Murudo’

    • • Rwisa Vavengi Vedu

  • 3:40 ‘Musarega Kutenda’ Jehovha Nemhuri Yaakatipa

  • 4:15 Rwiyo Nhamba 107 Nemunyengetero