Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Pinda Muzororo raMwari!

Pinda Muzororo raMwari!

VAHEBHERU 4:11

Mangwanani

  • 9:40 Mimhanzi

  • 9:50 Rwiyo Nhamba 87 Nemunyengetero

  • 10:00 Tinopinda Sei Muzororo raMwari?

  • 10:15 Zvinorevei Kuti “Shoko raMwari Ibenyu”?

  • 10:30 Ramba Uchitsvaga Kutungamirirwa naJehovha

  • 10:55 Rwiyo Nhamba 89 Nezviziviso

  • 11:05 Jehovha Anokomborera Vanhu Vanomuteerera

  • 11:35 Kuzvitsaurira Uye Kubhabhatidzwa

  • 12:05 Rwiyo Nhamba 32

Masikati

  • 1:20 Mimhanzi

  • 1:30 Rwiyo Nhamba 49

  • 1:35 Zvakaitika

  • 1:45 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi

  • 2:15 Hurukuro Yekusiyirana: Vanofadza Mwoyo waJehovha!

    • • Vechidiki

    • • Hanzvadzi

    • • Vechikuru

  • 3:00 Rwiyo Nhamba 38 Nezviziviso

  • 3:10 Fadzwa Nekushumira Jehovha

  • 3:55 Rwiyo Nhamba 118 Nemunyengetero