Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

‘Mirira Jehovha Nemwoyo Wese’!

‘Mirira Jehovha Nemwoyo Wese’!

PISAREMA 130:6

Mangwanani

  • 9:30 Mimhanzi

  • 9:40 Rwiyo Nhamba 88 Nemunyengetero

  • 9:50 ‘Ungamirira Sei Jehovha Nemwoyo Wese’?

  • 10:05 Hurukuro Yekusiyirana: Tevedzera Vaya Vakamirira Nemwoyo Wese

    • • Habhakuki

    • • Johani

    • • Ana

  • 11:05 Rwiyo Nhamba 142 Nezviziviso

  • 11:15 Wakamirirei?

  • 11:30 Kuzvitsaurira Uye Kubhabhatidzwa

  • 12:00 Rwiyo Nhamba 28

Masikati

  • 1:10 Mimhanzi

  • 1:20 Rwiyo Nhamba 54 Nemunyengetero

  • 1:30 Hurukuro Yavose yeBhaibheri: Kuva Nemwoyo Murefu Kuchiri Kukosha Here?

  • 2:00 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi

  • 2:30 Rwiyo Nhamba 143 Nezviziviso

  • 2:40 Hurukuro Yekusiyirana: Mirira Jehovha . . .

    • • Paunenge Wakasurukirwa

    • • Paunokanganisa

    • • Vakaipa Pavanoita Sevari Kubudirira

  • 3:40 “Munhu Akarurama Anowana Mubayiro”

  • 4:15 Rwiyo Nhamba 140 Nemunyengetero