2024 “Zivisa Mashoko Akanaka!” Purogiramu yeGungano
Chishanu
Purogiramu yemusi weChishanu yakavakirwa pana Ruka 2:10—“Mashoko akanaka emufaro mukuru uchava nevanhu vese.”
Mugovera
Purogiramu yemusi weMugovera yakavakirwa pana Pisarema 96:2—“Zuva nezuva zivisai mashoko akanaka ekuponesa kwake.”
Svondo
Purogiramu yemusi weSvondo yakavakirwa pana Mateu 24:14—“. . . mugumo wozosvika.”
Mashoko Kune Vachapinda Gungano
Mashoko achabatsira vanhu vachapinda gungano.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
NEZVEDU
Pinda Gungano ra2024 rinoti “Zivisa Mashoko Akanaka!”
Tinokukoka nemwoyo wese kuti upinde gungano remazuva matatu richaitwa neZvapupu zvaJehovha gore rino.
MAGUNGANO
Uri Kukokwa: 2024 “Zivisa Mashoko Akanaka!” Gungano reZvapupu zvaJehovha
Tiri kukukoka kugungano regore rino remazuva matatu richaitwa neZvapupu zvaJehovha.
MAGUNGANO
Nzwisa Yedhirama remuBhaibheri: Mashoko Akanaka Akataurwa naJesu: Vhidhiyo 2 ne3
Iye zvino Jesu atova munhu mukuru uye anotanga kutsvaga vadzidzi. Asi ushumiri hwake hwatotanga kupikiswa.