Mugovera
“Zuva nezuva zivisai mashoko akanaka ekuponesa kwake”—Pisarema 96:2
Mangwanani
-
9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi
-
9:30 Rwiyo Nhamba 53 Nemunyengetero
-
9:40 ‘Ndinofanira Kuzivisa Mashoko Akanaka eUmambo’ (Ruka 4:43)
-
9:50 DHIRAMA REMUBHAIBHERI:
Mashoko Akanaka Akataurwa naJesu: Vhidhiyo 1
Chiedza Chechokwadi Chinovhenekera Nyika—Chikamu II (Mateu 2:1-23; Ruka 2:1-38, 41-52; Johani 1:9)
-
10:25 Rwiyo Nhamba 69 Nezviziviso
-
10:35 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Uprofita Hune Chekuita naMesiya Hwakazadziswa!
-
• Paizotanga Kuuya Nhume (Maraki 3:1; 4:5; Mateu 11:10-14)
-
• Aizoberekwa Nemhandara (Isaya 7:14; Mateu 1:18, 22, 23)
-
• Aizoberekerwa muBhetrehema (Mika 5:2; Ruka 2:4-7)
-
• Aizochengetedzwa Achiri Mudiki (Hosiya 11:1; Mateu 2:13-15)
-
• Aizonzi muNazareta (Isaya 11:1, 2; Mateu 2:23)
-
• Aizouya Panguva Chaiyo (Dhanieri 9:25; Ruka 3:1, 2, 21, 22)
-
-
11:40 KUBHABHATIDZWA: Rambai ‘Muchiteerera Mashoko Akanaka’ (2 VaKorinde 9:13; 1 Timoti 4:12-16; VaHebheru 13:17)
-
12:10 Rwiyo Nhamba 24 Nekumbozorora
Masikati
-
1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi
-
1:45 Rwiyo Nhamba 83
-
1:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Shandisa Mashoko Akanaka Kukunda Zvakaipa
-
• Makuhwa (Isaya 52:7)
-
• Kunyanya Kuzvipa Mhosva (1 Johani 1:7, 9)
-
• Nhau Dzinoodza Mwoyo (Mateu 24:14)
-
• Kuora Mwoyo (Mateu 11:28-30)
-
-
2:35 HURUKURO YEKUSIYIRANA: ‘Ndinoda Chaizvo Kuzivisa Mashoko Akanaka’
-
• Harisi Basa Revaapostora Chete (VaRoma 1:15; 1 VaTesaronika 1:8)
-
• Ushumiri Hwedu Inzira Yekunamata (VaRoma 1:9)
-
• Gara Wakagadzirira Uine Zvekushandisa Zvakakodzera (VaEfeso 6:15)
-
-
3:15 VHIDHIYO: ‘Mashoko Akanaka Ari Kuva Nezvibereko Uye Ari Kuwedzera Sei Munyika Yese’ (VaKorose 1:6)
-
3:40 Rwiyo Nhamba 35 Nezviziviso
-
3:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Ramba Uchiparidza Mashoko Akanaka
-
• Kwese Kwaunenge Uri (2 Timoti 4:5)
-
• Chero Kwaunenge Wanzi naJehovha Uende (Mabasa 16:6-10)
-
-
4:15 Zvii Zvauchaita Kuti Utsigire ‘Mashoko Akanaka’? (1 VaKorinde 9:23; Isaya 6:8)
-
4:50 Rwiyo Nhamba 21 Nemunyengetero Wekugumisa