Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvoupenyu Hwangu—Nguva Yaunenge Usina Zvokuita

Zvoupenyu Hwangu—Nguva Yaunenge Usina Zvokuita

CHIKAMU 6

Zvoupenyu HwanguNguva Yaunenge Usina Zvokuita

Rondedzera zvichangobva kuitika vabereki vako pavakakurambidza kuenda kunofara, uye nyora zvaunofunga kuti ndizvo zvinoita kuti vabereki vako varambe pane dzimwe nguva.

․․․․․

Nyora zvimwe zvinhu zvawadzidza muchikamu chino zvingakubatsira kuwedzera mikana yokuti vabereki vako vakubvumire kakawanda.

․․․․․