Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvoupenyu Hwangu—Zvepabonde, Tsika Uye Rudo

Zvoupenyu Hwangu—Zvepabonde, Tsika Uye Rudo

CHIKAMU 4

Zvoupenyu Hwangu—Zvepabonde, Tsika Uye Rudo

Nyora zvinhu zvitatu zvawatsunga kutevedzera muupenyu hwako. Nyorawo chikonzero nei uchifunga kuti kuita chimwe nechimwe chezvawanyora kuchenjera. *

1. ․․․․․

2. ․․․․․

3. ․․․․․

[Mashoko Omuzasi]

^ ndima 3 Somuenzaniso, “Handizoiti zvepabonde kusvikira ndaroora kana kuroorwa, uye ndinodavira kuti izvi ndizvo zvakanaka zvikuru nokuti . . . ” Iva nechokwadi chokuti zvaunonyora zvinoratidza tsika dzaunotenda, kwete dzemumwewo munhu.