Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kavha Yokuseri

Kavha Yokuseri

Kavha Yokuseri

Bhuku rino richakubatsira kupindura mibvunzo ine chokuita ne-

VAKOMANA NEVASIKANA

KUCHINJA KUNOITIKA MUUPENYU

USHAMWARI

CHIKORO UYE VEZERA RAKO

NYAYA DZEMARI

VABEREKI VAKO

MANZWIRO AKO

VARAIDZO

KUKURA KWAKO PAKUNAMATA

Unoda mazano aunogona kuvimba nawo! Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda, Bhuku 2, rinopa mazano iwayo chaiwo. Mabhuku anopfuura mamiriyoni 40 ebhuku rokutanga akadhindwa mumitauro 80. Kufanana nerokutanga, bhuku iri rine zvakabuda pakubvunzurudzwa kwemazana evechiduku pasi pose. Mazano anoshanda ari muBhaibheri akavabatsira. Iye zvino chiona kuti angakubatsira sei.

“Wana uchenjeri, wana kunzwisisa.”—Zvirevo 4:5.