Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvoupenyu Hwangu​—Varaidzo

Zvoupenyu Hwangu​—Varaidzo

CHIKAMU 8

Zvoupenyu Hwangu​—Varaidzo

Tsanangura rudzi rwevaraidzo yaunonyanya kufarira uye kuti nei uchiifarira.

․․․․․

Ngatitii waifanira kutsanangurira munun’una wako kana kuti hanzvadzi yako duku kuti nei zvichikosha kuti asanyanya kukoshesa varaidzo. Waizotii?

․․․․․