Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Nhamba Dzese dza2022

Nhamba Dzese dza2022
  • Mapazi eZvapupu zvaJehovha:  86

  • Nhamba Yenyika Dzakashuma:  239

  • Ungano Dzese: 117 960

  • Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese:  19 721 672

  • Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese:  21 150

  • Nhamba Yevaparidzi a Yatanga Tisati Tambosvitsa:  8 699 048

  • Avhareji Yevaparidzi Vakaparidza Mwedzi Wega Wega:  8 514 983

  • Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2021:  0,4

  • Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwa b: 145 552

  • Avhareji Yemapiyona c Mwedzi Wega Wega:  1 465 202

  • Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 381 310

  • Maawa Ese Akaitwa Muushumiri:  1 501 797 703

  • Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibheri d Mwedzi Wega Wega:  5 666 996

Mugore rebasa e ra2022, Zvapupu zvaJehovha zvakashandisa madhora ekuAmerica anokwana mamiriyoni 242 pakutsigira mapiyona chaiwo, mamishinari uye vatariri vematunhu mumabasa avo eushumiri. Pasi rese vashumiri vakagadzwa 21 629 vanoshanda pamapazi akasiyana-siyana. Vese zvavo inhengo dzeBoka Remunyika Yese Revashumiri Chaivo Venguva Yakazara reZvapupu zvaJehovha.

a Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?

b Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?

c Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa achiparidza mashoko akanaka.

d Kuti uzive zvimwe, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Kosi yeBhaibheri Inoitiswa neZvapupu zvaJehovha Yakaita Sei?

e Gore rebasa ra2022 rakatanga musi wa1 September 2021, kusvika musi wa31 August 2022.