Nhamba Dzese dza2023
Mapazi eZvapupu zvaJehovha: 85
Nhamba Yenyika Dzakashuma: 239
Ungano Dzese: 118 177
Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese: 20 461 767
Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese: 22 312
Nhamba Yepamusoro Yevaparidzi a Yatakasvitsa: 8 816 562
Avhareji Yevaparidzi Vakaparidza Mwedzi Wega Wega: 8 625 042
Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2022: 1,3
Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwa b: 269 517
Avhareji Yemapiyona c Mwedzi Wega Wega: 1 570 906
Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 738 457
Maawa Ese Akaitwa Muushumiri: 1 791 490 713
Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibheri d Mwedzi Wega Wega: 7 281 212
Gore rebasa ra2023 rakatanga musi wa1 September 2022, kusvika musi wa31 August 2023.
a Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?”
b Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?”
c Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa achiparidza mashoko akanaka.
d Kuti uzive zvimwe, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Kosi yeBhaibheri Inoitiswa neZvapupu zvaJehovha Yakaita Sei?”