Chishanu
Mangwanani
-
9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi
-
9:30 Rwiyo Nhamba 86 Nemunyengetero
-
9:40 HURUKURO YASACHIGARO: Jehovha, “Mwari Anopa Rugare” (VaRoma 15:33; VaFiripi 4:6, 7)
-
10:10 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Rudo Runoita Kuti Tive Nerugare Rwechokwadi
-
• Kuda Mwari (Mateu 22:37, 38; VaRoma 12:17-19)
-
• Kuda Muvakidzani (Mateu 22:39; VaRoma 13:8-10)
-
• Kuda Shoko raMwari (Pisarema 119:165, 167, 168)
-
-
11:05 Rwiyo Nhamba 24 Nezviziviso
-
11:15 KUVERENGWA KWENYAYA YEMUBHAIBHERI SEIRI KUITIKA: Jakobho, Murume Aida Rugare (Genesisi 26:12–33:11)
-
11:45 “Kururama Kwechokwadi Kunounza Rugare” (Isaya 32:17; 60:21, 22)
-
12:15 Rwiyo Nhamba 97 Nekumbozorora
Masikati
-
1:35 Vhidhiyo Yemimhanzi
-
1:45 Rwiyo Nhamba 144
-
1:50 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Fadzwa Nevimbiso dzaMwari Dzerugare
-
• “Vashumiri Vangu Vachadya . . . Vashumiri Vangu Vachanwa” (Isaya 65:13, 14)
-
• “Vachavaka Dzimba . . . Uye Vachadyara Minda Yemizambiringa” (Isaya 65:21-23)
-
• “Mhumhi Negwayana Zvichafura Pamwe Chete” (Isaya 11:6-9; 65:25)
-
• “Hakuna Mugari Wemo Achati: ‘Ndiri Kurwara’” (Isaya 33:24; 35:5, 6)
-
• “Achaparadza Rufu Zvachose” (Isaya 25:7, 8)
-
-
2:50 Rwiyo Nhamba 35 Nezviziviso
-
3:00 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Shoko raMwari Ngaritungamirire Mhuri Yenyu Kuti Ive Nerugare
-
• Ratidzanai Rudo Neruremekedzo (VaRoma 12:10)
-
• Tauriranai Zvakanaka (VaEfeso 5:15, 16)
-
• Musaita Mazvake-mazvake (Mateu 19:6)
-
• Namatai Jehovha Pamwe Chete (Joshua 24:15)
-
-
3:55 Ramba Uchitsigira “Muchinda weRugare” (Isaya 9:6, 7; Tito 3:1, 2)
-
4:15 Usanyengedzwa Nerugare Nerunyararo Zvekunyepedzera! (Mateu 4:1-11; Johani 14:27; 1 VaTesaronika 5:2, 3)
-
4:50 Rwiyo Nhamba 112 Nemunyengetero Wekugumisa