Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

‘Zvibate Zvinoenderana Nemashoko Akanaka’

‘Zvibate Zvinoenderana Nemashoko Akanaka’

VAFIRIPI 1:​27

Mangwanani

  • 9:40 Mimhanzi

  • 9:50 Rwiyo Nhamba 35 Nemunyengetero

  • 10:00 Mashoko Akanaka Ari Kukuchinja Sei?

  • 10:15 Hurukuro Yekusiyirana: Vakatungamirirwa Nemashoko Akanaka

    • • Stefani

    • • Firipi

    • • Akwira naPrisira

    • • Tito

  • 11:05 Rwiyo Nhamba 76 Nezviziviso

  • 11:15 Ramba Uchiita ‘Mabasa Ekuzvipira Kuna Mwari’

  • 11:35 Kubhabhatidzwa: Rambai ‘Muchiteerera Mashoko Akanaka’

  • 12:05 Rwiyo Nhamba 37

Masikati

  • 1:20 Mimhanzi

  • 1:30 Rwiyo Nhamba 56 Nemunyengetero

  • 1:35 Hurukuro Yavose yeBhaibheri: Nei Uchitenda Zvaunotenda?

  • 2:05 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi

  • 2:35 Rwiyo Nhamba 24 Nezviziviso

  • 2:45 Hurukuro Yekusiyirana: “Tinoratidza Kuti Tiri Vashumiri vaMwari . . . ”

    • • Nekutsungirira

    • • Nekuva Nemutsa

    • • Nekuva Vanhu Vakatendeseka

  • 3:30 Uri Kudzidziswa Sei Nemashoko Akanaka?

  • 4:00 Rwiyo Nhamba 29 Nemunyengetero