Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvakaitika Gore Rakapera

Zvakaitika Gore Rakapera

 Jehovha akaratidza Ezekieri ngoro huru yokudenga, inomiririra chikamu chisingaoneki chesangano raJehovha. Pasinei nekukura kwengoro yacho, inomhanya zvikuru uye inochinja kwainenge ichienda ichikurumidza semheni. (Ezek. 1:15-28) Zvinhu zvinofadza zvakaitika gore rakapera zvinoratidza kuti chikamu chesangano raJehovha Mwari chepasi pano chiri kufambawo saizvozvo.

ZVIRI MUCHIKAMU CHINO

Sangano Riri Kufamba

Kutungamirira kuri kuita Jehovha kunonyatsooneka pakutamiswa kwemahofisi makuru enyika yose kubva muNew York City.

JW.ORG—“Uchapupu Kumarudzi Ose”

Nzvimbo yedu yokubudisira mashoko iri kubatsira pakusvitsa mashoko akanaka oUmambo hwaMwari “kumarudzi ose.”

Vanoonga Watchtower RAIBHURARI YEPAINDANETI

Vanhu vanoshandisa raibhurari iyi inobatsira zvikuru pakutsvakurudza nezveBhaibheri vanotumira tsamba dzokuonga.

Mavhidhiyo Akaita Semakatuni Anobata-bata Mwoyo Yakarurama

Ona kubatsirwa kuri kuitwa vana uye mhuri pasi rose nemavhidhiyo aya.

Kutenderera Uchiona Zvinhu Zvave Zvichiitika

Verenga pfupikiso inokwezva inotaura nezvenzvimbo ichangobva kuvhurwa ine zviratidzwa zvinewo nhoroondo yeZvapupu zvaJehovha uye nguva yakaitika zvinhu munhoroondo yechiKristu.

Mushumo Wenyaya Dzemumatare

Mishumo iyi yenyaya dzemumatare inobva munyika 12 inoratidza kuti Zvapupu zvaJehovha zvichiri kutarisana nenyaya dzakawanda dzine chokuita nerusununguko rwokunamata.

Nyaya Dzinofadza Dzakaitika Kwakasiyana-siyana

Zvapupu zvaJehovha zvinoshanda nesimba kuti zvivake nzvimbo dzokunamatira dzakanaka uye zvipinde misangano inoitirwa ipapo.

Kutsaurirwa Kwemapazi

Nakidzwa nezvimwe zvakaitika pazviitiko izvi zvaifadza zvemunyika dzakasiyana-siyana.