Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kuparidza Nokudzidzisa Munyika Yose

Kuparidza Nokudzidzisa Munyika Yose

PASI ROSE

  • NYIKA 239

  • VAPARIDZI 8 201 545

  • MAAWA AKAITWA MUUSHUMIRI HWOMUMUNDA 1 945 487 604

  • ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI 9 499 933

ZVIRI MUCHIKAMU CHINO

Africa

Verenga zvakaitika mubasa redu rekudzidzisa Bhaibheri muAngola, Congo (Kinshasa), Ghana, Nigeria, neSouth Africa muna 2014.

Nyika dzekuAmerica

Verenga nezvebasa ratakaita pakudzidzisa vanhu Bhaibheri muna 2014 kuArgentina, Brazil, Haiti, Paraguay, neSuriname.

Nyika dzokuAsia neMiddle East

Verenga zvakaitwa muna 2014 pabasa rokudzidzisa Bhaibheri rakaitwa neZvapupu zvaJehovha kuIndonesia, Mongolia, kuPhilippines uye mune imwe nyika yokuAsia.

Europe

Verenga zvakaitwa muna 2014 pabasa rokudzidzisa Bhaibheri kuBulgaria, Finland, Germany, Romania, Russia, Spain, neSweden.

Oceania

Verenga zvakaitwa muna 2014 pabasa rokudzidzisa Bhaibheri kuKiribati, Marshall Islands, Papua New Guinea, neVanuatu.