2016 Nhamba Dzese
Mapazi eZvapupu zvaJehovha: 89
Nhamba Yenyika Dzakashuma: 240
Ungano Dzese: 119 485
Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese: 20 085 142
Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese: 18 013
Nhamba Yevaparidzi Yatanga Tisati Tambosvitsa Mubasa reUmambo: 8 340 847
Avhareji Yevaparidzi Vanoparidza Mwedzi Wega Wega: 8 132 358
Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2015: 1,8
Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwa: 264 535
Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 459 393
Avhareji Yemapiyona Mwedzi Wega Wega: 1 157 017
Maawa Ese Akaitwa Muushumiri: 1 983 763 754
Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibheri Mwedzi Wega Wega: 10 115 264
Mugore rebasa ra2016, Zvapupu zvaJehovha zvakashandisa mari inopfuura $213 000 000 pakutsigira mapiyona chaiwo, mamishinari, uye vatariri vematunhu mumabasa avo eushumiri. Pasi rese, vashumiri vakagadzwa 19 818 vanoshanda pamapazi akasiyana-siyana. Vese zvavo inhengo dzeBoka Remunyika Yese Revashumiri Chaivo Venguva Yakazara reZvapupu zvaJehovha.