Chishanu
“Tisarega kuita zvakanaka”—VAGARATIYA 6:9
MANGWANANI
-
9:20 Vhidhiyo Yemimhanzi
-
9:30 Rwiyo Nhamba 77 Nemunyengetero
-
9:40 HURUKURO YASACHIGARO: Hatitombofaniri Kuneta—Kunyanya Iye Zvino! (Zvakazarurwa 12:12)
-
10:15 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Ramba Uchiparidza ‘Usingaregi’
-
Zvisina Kurongwa (Mabasa 5:42; Muparidzi 11:6)
-
Paimba Neimba (Mabasa 20:20)
-
Munzvimbo Dzinowanika Vanhu Vakawanda (Mabasa 17:17)
-
Kuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi (VaRoma 1:14-16; 1 VaKorinde 3:6)
-
-
11:05 Rwiyo Nhamba 76 Nezviziviso
-
11:15 KUVERENGWA KWENYAYA YEMUBHAIBHERI SEIRI KUITIKA: Jehovha Anonunura Vanhu Vake (Eksodho 3:1-22; 4:1-9; 5:1-9; 6:1-8; 7:1-7;14:5-10, 13-31; 15:1-21)
-
11:45 Jehovha—Anotsungirira Kupfuura Vanhu Vese (VaRoma 9:22, 23; 15:13; Jakobho 1:2-4)
-
12:15 Rwiyo Nhamba 115 Nekumbozorora
MASIKATI
-
1:25 Vhidhiyo Yemimhanzi
-
1:35 Rwiyo Nhamba 128
-
1:40 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Kutsungirira Pasinei . . .
-
Nekubatwa Zvisina Kunaka (Mateu 5:38, 39)
-
Nekukwegura (Isaya 46:4; Judha 20, 21)
-
Nezvatinokanganisa (VaRoma 7:21-25)
-
Nekurangwa (VaGaratiya 2:11-14; VaHebheru 12:5, 6, 10, 11)
-
Neurwere Husingakurumidzi Kupera (Pisarema 41:3)
-
Nekufirwa (Pisarema 34:18)
-
Nekutambudzwa (Zvakazarurwa 1:9)
-
-
2:55 Rwiyo Nhamba 136 Nezviziviso
-
3:05 MUTAMBO: Yeuka Mudzimai waRoti—Chikamu 1 (Ruka 17:28-33)
-
3:35 HURUKURO YEKUSIYIRANA: Shanda Kuti Uve Neunhu Huchaita Kuti Ukwanise Kutsungirira
-
Kutenda (VaHebheru 11:1)
-
Kunaka (VaFiripi 4:8, 9)
-
Zivo (Zvirevo 2:10, 11)
-
Kuzvidzora (VaGaratiya 5:22, 23)
-
-
4:15 Zvaungaita Kuti ‘Usambowa’ (2 Petro 1:5-10; Isaya 40:31; 2 VaKorinde 4:7-9, 16)
-
4:50 Rwiyo Nhamba 3 Nemunyengetero Wekugumisa