Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi

Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
  1. Chii chinonzi “mutemo waKristu”? (VaG. 6:2)

  2. Tingazadzisa sei mutemo waKristu patinenge tisingaonekwi nevanhu? (1 VaK. 10:31)

  3. Tingazadzisa sei mutemo waKristu muushumiri? (Ruka 16:10; Mat. 22:39; Mab. 20:35)

  4. Chii chinoita kuti mutemo waKristu uve wakakwirira kupfuura Mutemo waMosesi? (1 Pet. 2:16)

  5. Vanhu vakaroorana uye vabereki vangazadzisa sei mutemo waKristu mumhuri dzavo? (VaEf. 5:22, 23, 25; VaH. 5:13, 14)

  6. Ungazadzisa sei mutemo waKristu kuchikoro? (Pis. 1:1-3; Joh. 17:14)

  7. Tingadanana sei sekudiwa kwatakaitwa naJesu? (VaG. 6:1-5, 10)