Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Wana Mhinduro Dzemibvunzo Iyi

Wana Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
  1. Nei rudo ruri nani pane ruzivo? (1 VaK. 8:1)

  2. Tingavaka sei ungano sezvakaitwa nevashumiri vaMwari vakararama kare? (VaR. 13:8)

  3. Tingaita sei zvinopfuura kungopa vanhu mashoko akanaka muushumiri? (1 VaT. 2:7, 8)

  4. Tingabatsira sei kuti ungano yechiKristu ikure? (VaEf. 4:1-3, 11-16; 1 VaT. 5:11)

  5. Tingaita sei kuti zvese zvatinoita tizviite nerudo? (1 VaK. 16:14)