Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

“Rudo Runovaka”

“Rudo Runovaka”

1 VAKORINDE 8:1

MANGWANANI

  • 9:30 Mimhanzi

  • 9:40 Rwiyo Nhamba 90 Nemunyengetero

  • 9:50 “Ruzivo Runoita Kuti Munhu Azvitutumadze, Asi Rudo Runovaka”

  • 10:05 Hurukuro Yekusiyirana: Vakavaka Vamwe

    • Bhanabhasi

    • Pauro

    • Dhokasi

  • 11:05 Rwiyo Nhamba 79 Nezviziviso

  • 11:15 Ita Zvinopfuura Kungopa Vanhu Mashoko Akanaka Muushumiri

  • 11:30 Kuzvitsaurira Uye Kubhabhatidzwa

  • 12:00 Rwiyo Nhamba 52

MASIKATI

  • 1:10 Mimhanzi

  • 1:20 Rwiyo Nhamba 107 Nemunyengetero

  • 1:30 Hurukuro Yavose yeBhaibheri: Rudo Runotsigira Sei Chokwadi?

  • 2:00 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi

  • 2:30 Rwiyo Nhamba 101 Nezviziviso

  • 2:40 Hurukuro Yekusiyirana: Batsira Kuti Muviri Ukure

    • Ida Chokwadi Chiri muBhaibheri

    • Tsigira Uchenjeri Huri Mumirayiro yaMwari

    • Vaka Vaunonamata Navo

  • 3:40 “Zvese Zvamunoita Zviitei Nerudo”

  • 4:15 Rwiyo Nhamba 105 Nemunyengetero