“Farai muna Jehovha”
MANGWANANI
-
9:40 Mimhanzi
-
9:50 Rwiyo Nhamba 9 Nemunyengetero
-
10:00 “Farai Muna Jehovha Mufarisise”
-
10:15 Kufara Patinenge Tiine Matambudziko
-
10:30 ‘Zadzwa Nemufaro’ Paunenge Uchiita Ushumiri Hwako
-
10:55 Rwiyo Nhamba 76 Nezviziviso
-
11:05 Musarega Mwoyo Yenyu ‘Ichiremerwa’
-
11:35 Kuzvitsaurira Uye Kubhabhatidzwa
-
12:05 Rwiyo Nhamba 51
MASIKATI
-
1:20 Mimhanzi
-
1:30 Rwiyo Nhamba 111
-
1:35 Zvakaitika
-
1:45 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi
-
2:15 Hurukuro Yekusiyirana: Jehovha Anoita Kuti Tifare
-
• Patinenge Tichiita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi
-
• Patinenge Tichibatsira Vatinonamata Navo
-
• Patinenge Tichitsungirira Miedzo
-
-
3:00 Rwiyo Nhamba 2 Nezviziviso
-
3:10 Ita Kuti Jehovha Agare Ari Pamberi Pako
-
3:55 Rwiyo Nhamba 7 Nemunyengetero