Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
1. Zvinhu zvipi zvitatu zvatinoitirwa naJehovha zvinoita kuti tifare? (Pis 32:1-10)
2. Zvii zvatingaita kuti tifare iye zvino? (Pis 5:11, 12; 91:14)
3. Tingaramba sei tichifara muushumiri pasinei nematambudziko? (Mab 13:50-52; VaR 5:3-5)
4. Tingaita sei kuti ‘tisaremerwa’ uye tisarasikirwa nemufaro wedu? (Ruka 21:34)
5. Jehovha anoita sei kuti tifare? (Pis 92:4, 5)
6. Chii chichatibatsira kuti tiite kuti Jehovha agare ari pamberi pedu? (VaR 1:20; Dhe 6:6-9; VaF 4:6; Pis. 16:3)