Fadza Mwoyo waJehovha!
MANGWANANI
-
9:30 Mumhanzi
-
9:40 Rwiyo Nhamba 29 Nemunyengetero
-
9:50 Fadza Mwoyo waJehovha!
-
10:05 Hurukuro Yekusiyirana: Tevedzera Jehovha
-
• Bata Vanhu Zvakarurama
-
• Shandisa Simba Zvakanaka
-
• Ratidza Uchenjeri
-
• Iva Nerudo
-
-
11:05 Rwiyo Nhamba 81 Nezviziviso
-
11:15 Kudza Jehovha Kuburikidza ‘Nekubereka Zvibereko Zvakawanda’
-
11:30 Kuzvitsaurira Uye Kubhabhatidzwa
-
12:00 Rwiyo Nhamba 49
MASIKATI
-
1:10 Mumhanzi
-
1:20 Rwiyo Nhamba 28 Nemunyengetero
-
1:30 Hurukuro Yavose yeBhaibheri:—Ungaita Sei Kuti Ufadze Mwari?
-
2:00 Kupfupikiswa kweNharireyomurindi
-
2:30 Rwiyo Nhamba 35 Nezviziviso
-
2:40 Hurukuro Yekusiyirana: Fadza Jehovha . . .
-
• Muupenyu Hwako Pachako
-
• Mumhuri
-
• Muungano
-
• Munharaunda Maunogara
-
-
3:40 “Mufaro waJehovha Ndiwo Simba Renyu”
-
4:15 Rwiyo Nhamba 110 Nemunyengetero