Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

BHOKISI REKUDZIDZISA 6A

“Gera Musoro Wako Nendebvu Dzako”

“Gera Musoro Wako Nendebvu Dzako”

Ezekieri akaenzanisira zvinhu zvainge zvava pedyo kuitika muJerusarema

  • “Gera”

    VaJudha vaizorwiswa uye vaizotsvairwa

  • ‘Riyere woriisa muzvikamu-zvikamu’

    Mutongo wacho waizopiwa nemazvo uye zvakarongeka

  • ‘Pisa’

    Vamwe vaizofira muguta racho

  • ‘Dimbura-dimbura’

    Vamwe vaizourayirwa kunze kweguta

  • ‘Mwaya’

    Vamwe vaizopukunyuka asi vaisazova nerugare

  • ‘Putira’

    Dzimwe nhapwa dzaizodzokera kuJerusarema, uye kunamata kwakachena kwaizochengetedzwa