Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

BHOKISI REKUDZIDZISA 12A

Kubatanidzwa Kwetutanda Twuviri

Kubatanidzwa Kwetutanda Twuviri

Ezekieri anorayirwa naJehovha kuti anyore pane kamwe katanda kuti “kaJudha” uye pane kamwe kuti “kaJosefa, iko katanda kaEfremu.”

“kaJudha”

KARE

Umambo hwemadzinza maviri aJudha

MAZUVA ANO

Vakazodzwa

“kaJosefa, iko katanda kaEfremu”

KARE

Umambo hwemadzinza gumi evaIsraeri

MAZUVA ANO

Mamwe makwai

“tuve katanda kamwe chete muruoko rwako”

KARE

537 B.C.E. Vanamati vechokwadi vanobva kune dzimwe nyika vodzokera kuJerusarema kunorivakazve, vonamata serudzi rumwe chete.

MAZUVA ANO

Kubvira muna 1919, vanhu vaMwari vanorongwa uye vanobatanidzwa zvishoma nezvishoma kuti vashumire ‘seboka rimwe chete.’