BHOKISI REKUDZIDZISA 10A
Kunamata Kwakachena Kunodzorerwa Zvishoma Nezvishoma
-
“Ruzha rwezvinhu zviri kurovana-rovana”
William Tyndale nevamwe vakashandura Bhaibheri muChirungu nemimwewo mitauro
-
“Marunda nenyama”
Charles T. Russell nevamwe vake vakaita kuti chokwadi cheBhaibheri chizivikanwe zvakare
-
“Vakatanga kurarama uye vakabva vasimuka”
Vanhu vaJehovha pavakaita sevamutswa muna 1919, vakawedzera basa ravo rekuparidza