Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

BHOKISI REKUDZIDZISA 9E

“Nguva Yekudzorerwa Kwezvinhu Zvese”

“Nguva Yekudzorerwa Kwezvinhu Zvese”

MABASA 3:21

Muapostora Petro paakataura ‘nezvenguva yekudzorerwa kwezvinhu zvese,’ hwaitova uprofita hunoshamisa hwaizozadziswa kubvira paizotanga Jesu kutonga saMambo kusvikira paizopera makore 1 000.

  1. 1914​—Jesu Kristu anogadzwa saMambo kudenga. Kudzorerwa kwekunamata kwakachena kunotanga muna 1919

    Mazuva Ekupedzisira

  2. AMAGEDHONI​—Kutonga kwaKristu Kwemakore 1 000 kunotanga, uye “nguva yekudzorerwa kwezvinhu zvese” inosanganisira upenyu hwakanaka huchapiwa vanhu vakatendeka pano panyika

    Kutonga Kwemakore 1 000

  3. KUGUMA KWEMAKORE 1 000​—Jesu anopedza basa rese rekudzorera zvinhu pazvaiva, obva adzorera Umambo kuna Baba vake

    Paradhiso Isingaperi

UTONGI HWAJESU HUCHAITA KUTI . . .

  • zita raMwari rikudzwe zvakare

  • vanorwara vapore

  • vakwegura vavezve vadiki

  • vakafa vamuke

  • vanhu vakatendeka vabvisirwe chivi

  • nyika ivezve Paradhiso