Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

CHIKAMU 5 • MABASA 15:1-35

“Vaapostora Nevakuru Vakaungana”

“Vaapostora Nevakuru Vakaungana”

MABASA 15:6

Pane nyaya yakamuka yaigona kukanganisa rugare uye kubatana kwevanhu muungano. Ungano dzakatsvaga kwekuendesa nyaya iyi kuti igadziriswe. Chikamu chino chichatibatsira kuona kuti ungano yakanga yakarongwa sei pakatanga chiKristu, zvinova ndizvo zvinotevedzerwa nevanhu vaMwari mazuva ano.