Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

CHIKAMU 2 • MABASA 6:8–9:43

“Ungano . . . Yakatanga Kutambudzwa Zvikuru”

“Ungano . . . Yakatanga Kutambudzwa Zvikuru”

MABASA 8:1

VaKristu vekutanga vakarega kupupurira Umambo hwaMwari pamusana pekupikiswa kwairamba kuchiwedzera here? Kwete. Vakatowedzera kuparidza. Muchikamu chino, tichaona kuti kutambudzwa kwakaitwa vaKristu kwakatoita kuti basa rekuparidza riwedzere.