Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

CHIKAMU 3 • MABASA 10:1–12:25

‘Vanhu Vemamwe Marudzi Vakagamuchira Shoko raMwari’

‘Vanhu Vemamwe Marudzi Vakagamuchira Shoko raMwari’

MABASA 11:1

Vateveri vaJesu vechiJudha vaizobvuma kuparidzira mashoko akanaka kune vanhu vemamwe marudzi vakanga vasina kuchecheudzwa here? Muchikamu chino, tichaona kuti mweya mutsvene waJehovha wakaita sei kuti vanhu vazarure mwoyo yavo ndokuita kuti vaKristu vasiyane nerusarura, zvikaita kuti vape uchapupu hwakasimba kuvanhu vemamwe marudzi.