Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Hana

Hana

Chii chinoratidza kuti vanhu vese vane hana?

Chii chinogona kuitika kuhana yemunhu kana akaramba achiita zvakaipa?

Kana hana yako isingakupi mhosva zvinoreva here kuti zvauri kuita zvakanaka?

Joh 16:​2, 3; VaR 10:​2, 3

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

Tingadzidzisa sei hana yedu?

2Ti 3:​16, 17; VaH 5:14

  • Muenzaniso wemuBhaibheri unogona kukubatsira:

    • 1Sa 24:​2-7—Hana yaMambo Dhavhidhi yakaita kuti asaitira zvakaipa Mambo Sauro, uyo akanga akagadzwa naJehovha

Vanhu vane chivi vangava sei nehana yakachena pamberi paMwari?

VaE 1:7; VaH 9:14; 1Pe 3:21; 1Jo 1:​7, 9; 2:​1, 2

Onawo Zva 1:5

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Isa 6:​1-8—Jehovha akaudza muprofita Isaya kuti zvivi zvake zvaigona kuregererwa

    • Zva 7:​9-14—Veboka guru vane hana yakachena pamberi paMwari nemhaka yechibayiro chaKristu

Nei tichifanira kuteerera hana yedu yakadzidziswa neShoko raMwari?

Mab 24:​15, 16; 1Ti 1:​5, 6, 19; 1Pe 3:16

Onawo VaR 13:5

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Ge 2:25; 3:​6-13—Adhamu naEvha havana kuteerera hana dzavo uye vakazotanga kunyara nemhaka yekusateerera kwavakanga vaita

    • Ne 5:​1-13—Gavhuna Nehemiya akaedza kukurudzira vaJudha kuti vatye Mwari nekuti vakanga vasiri kuteerera mitemo yake uye vaiisa mubereko wakakura pazvikwereti

Nei tichifanira kungwarira kuti tisakanganisa hana dzevamwe?

Tinofanira kuvavarira kuti tive nehana yakaita sei?