Kunwa
Bhaibheri rinoti kunwa doro kwakaipa here?
Pis 104:14, 15; Mup 9:7; 10:19; 1Ti 5:23
Muenzaniso wemuBhaibheri unogona kukubatsira:
Joh 2:1-11—Jesu akaita chishamiso chake chekutanga pamuchato, paakachinja mvura kuita waini inonaka. Izvi zvakaita kuti varidzi vemuchato wacho vasanyara kana waini yaizonzi yapera
Kunwisa kana kudhakwa kwakaipirei?
Vashumiri vaMwari vanoona sei nyaya yekudhakwa?
1VaK 5:11; 6:9, 10; VaE 5:18; 1Ti 3:2, 3
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
Ge 9:20-25—Kudhakwa kwakaita Noa kwakaita kuti muzukuru wake aite chivi chakakura
1Sa 25:2, 3, 36—Nabhari aiva murume pasina ane utsinye uye aidhakwa zvekusvika pekupedzisira
Dha 5:1-6, 22, 23, 30, 31—Mambo Bheshazari akanwisa waini akasvika pakutuka Jehovha Mwari uye akabva aurayiwa usiku ihwohwo
Nei tichifanira kungwarira panyaya yekunwa kunyange tisingazosviki pakudhakwa?
Zvii zvatingaita kuti tibatsire muKristu ane dambudziko rekunwisa?
VaR 14:13, 21; 1VaK 13:4, 5; 1VaT 4:4
Onawo “Kuzvidzora”