Kunyaradza
Magwaro anogona kutinyaradza pazvinhu zvinokonzera kuora mwoyo
Kuzvidya Mwoyo
Ona “Kuzvidya Mwoyo”
Kutsamwa; kurwadziwa
Vamwe vanorwadziwa nemhaka yematambudziko avanosangana nawo kana kubatwa zvisina kunaka
Onawo Pis 142:4; Mup 4:1; 7:7
-
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
-
Magwaro anonyaradza:
-
Mienzaniso yemuBhaibheri inonyaradza:
-
Rut 1:6, 7, 16-18; 2:2, 19, 20; 3:1; 4:14-16—Naomi akatangazve kufara pashure pekunge adzokera kuvanhu vaMwari, abvuma kubatsirwa uye abatsirawo vamwe
-
Job 42:7-16; Jak 5:11—Jobho akatsungirira aine kutenda uye Jehovha akamukomborera
-
Vamwe vanorwadziwa nemhaka yezvinhu zvakaipa zvinoitwa nevamwe
-
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
-
1Sa 1:6, 7, 10, 13-16—Hana airwadziwa nekuti aibatwa zvisina kunaka naPenina uye akarwadziwa chaizvo paakafungirwa zvakaipa neMupristi Mukuru Eri
-
Job 8:3-6; 16:1-5; 19:2, 3—Shamwari nhatu dzaJobho dzakamuti aiva munhu akaipa uye izvi zvakaita kuti awedzere kurwadziwa
-
-
Magwaro anonyaradza:
-
Mienzaniso yemuBhaibheri inonyaradza:
-
1Sa 1:9-11, 18—Hana akatanga kunzwa zviri nani pashure pekunge anyengetera kuna Jehovha
-
Job 42:7, 8, 10, 17—Jehovha akakomborera Jobho paakaregerera shamwari dzake
-
Kunyanya kuzvipa mhosva
Ezr 9:6; Pis 38:3, 4, 8; 40:12
-
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
-
2Mad 22:8-13; 23:1-3—Mambo Josiya nevaJudha vese pavakaverengerwa Mutemo waMozisi ndipo pavakaona kuti vakanga vatadzira Jehovha zvakanyanya
-
Ezr 9:10-15; 10:1-4—Mupristi Ezra nevaIsraeri vakarwadziwa chaizvo nemhaka yekuti vamwe vavo vakanga vasina kuteerera Jehovha nekuroora kwavakaita madzimai emamwe marudzi
-
Ru 22:54-62—Petro akarwadziwa chaizvo paakaramba Jesu katatu
-
-
Magwaro anonyaradza:
-
Mienzaniso yemuBhaibheri inonyaradza:
-
2Mak 33:9-13, 15, 16—Manase ndemumwe wemadzimambo eJudha akanga akaipa kudarika vese; asi akapfidza akanzwira nyasha
-
Ru 15:11-32—Jesu akataura mufananidzo wemwanakomana akanga arasika kuti aratidze kuti Jehovha anoregerera nemwoyo wese
-
Kurwadziswa kana kurasiswa nevamwe
Ona “Kurwadziwa”
Kurwadziwa nezvatinenge takanganisa
Ona “Kurwadziwa”
Kunzwa sekuti hatina zvatinobatsira
Ona “Kusava Nechokwadi”
Kunzwa sekuti hatigoni kugadzirisa dambudziko kana kuita basa ratinenge tapiwa
-
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
-
Eks 3:11; 4:10—Mozisi ainzwa sekuti haakwanisi kuenda kunotaura naFarao uye kutungamirira vanhu vaMwari kubuda muIjipiti
-
Jer 1:4-6—Jeremiya ainzwa sekuti akanga achiri mudiki uye asina unyanzvi hwekunozivisa mutongo waJehovha kuvanhu vaisada kuteerera
-
-
Magwaro anonyaradza:
-
Mienzaniso yemuBhaibheri inonyaradza:
-
Eks 3:12; 4:11, 12—Jehovha akaramba achiudza Mozisi kuti aizomubatsira kuita basa raakanga amupa
-
Jer 1:7-10—Jehovha akaudza Jeremiya kuti asatya nekuti aizomubatsira kuita basa rakaoma raakanga amupa
-
Godo; shanje; ruchiva
Ona “Godo”
Kusakwanisa kuita zvakawanda nemhaka yekurwara kana kukwegura
-
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
-
2Mad 20:1-3—Mambo Hezekiya akachema chaizvo paakarwara zvekuda kufa
-
VaF 2:25-30—Epafrodhito akanetseka ungano payakanzwa kuti airwara uye akanetsekawo kuti zvimwe vaizofunga kuti akanga atadza kuita basa rake
-
-
Magwaro anonyaradza:
-
Mienzaniso yemuBhaibheri inonyaradza:
-
2Sa 17:27-29; 19:31-38—Mambo akakumbira Bhazirai kuti aende naye kuJerusarema asi Bhazirai akaramba basa raakanga apiwa nekuti akanga akwegura uye aisazokwanisa kuriita
-
Pis 41:1-3, 12—Mambo Dhavhidhi aiva nechokwadi chekuti Jehovha aizomubatsira paakarwara
-
Mk 12:41-44—Jesu akarumbidza imwe chirikadzi yaishayiwa nemhaka yekuti yakapa zvese zvayaiva nazvo
-
Kuramba uchirwadziwa nemhaka yekusabatwa zvakanaka nevamwe
Ona “Kusabatwa Zvakanaka”
Kutya kwakanyanya
Ona “Kutya”
Kutambudzwa
Ona “Kutambudzwa”