Kuora Mwoyo
Kuora mwoyo kwakaipirei?
Nei tiine chokwadi chekuti Jehovha anogona kutibatsira kuti tisaramba takaora mwoyo?
Pis 23:1-6; 113:6-8; Isa 40:11; 41:10, 13; 2VaK 1:3, 4
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
Mt 11:28-30—Jesu anonyatsoratidza unhu hwaBaba vake. Akaratidza kuti Jehovha ane mutsa uye anozorodza
Mt 12:15-21—Jesu akazadzisa uprofita huri pana Isaya 42:1-4, hunotaura kuti aizoratidza mutsa kune vakaora mwoyo
Magwaro anogona kutinyaradza pazvinhu zvinokonzera kuora mwoyo
Ona “Kunyaradza”
Nei tichifanira kukurudzira vamwe?
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
Nu 32:6-15—Vasori 10 vakanga vasina kutenda vakaodza mwoyo yevaIsraeri vese uye izvi zvakaita kuti rudzi rwese rutambure
2Mak 15:1-8—Mashoko akabva kuna Jehovha akapa Mambo Asa ushingi, zvikaita kuti akwanise kubvisa zvidhori muJudha