Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kurayira

Kurayira

Nei Bhaibheri riri iro rinogona kunyatsotirayira?

Nei tichida kutungamirirwa uye kutsiurwa?

Kurayirwa kwatinoitwa naJehovha kunoratidzei?

Zvi 3:​11, 12; VaH 12:​7-9

Onawo Dhe 8:5; Zvi 13:24; Zva 3:19

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

Nei tichifanira kubvuma kurayirwa naMwari?

Chii chinogona kuitika kune vaya vanoramba kurayirwa naMwari?

Zvi 1:​24-26; 13:18; 15:32; 29:1

Onawo Jer 7:​27, 28, 32-34

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Jer 5:​3-7—Vanhu vaJehovha vakaramba kuteerera uye kuchinja pavakarayirwa saka Jehovha akazovapa chirango chakakura

    • Zef 3:​1-8—Vagari vemuJerusarema havana kuteerera pavakarayirwa uye zvakaguma nematambudziko

Kubvuma kurangwa naJehovha kwakanakirei?

Zvi 4:13; 1VaK 11:32; Tit 1:13; VaH 12:​10, 11

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Dhe 30:​1-6—Mozisi akaudza vaIsraeri kuti Jehovha aizovakomborera kana vakateerera mirayiro yake

    • 2Mak 7:​13, 14—Jehovha akaudza Mambo Soromoni nezvemakomborero aizovapo kana vanhu vaizobvuma kurangwa

Kurangwa kunoitwa mumwe munhu kunotibatsirawo sei?

Nei tisingafaniri kufara mumwe munhu paanorangwa zvakasimba?

Tinofanira kuitei kuti tinonyatsobatsirwa nemazano anobva kuna Jehovha?

Jos 1:8; Jak 1:25

Onawo Dhe 17:​18, 19; Pis 119:97

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • 1Mak 22:​11-13—Mambo Dhavhidhi akaudza mwanakomana wake Soromoni kuti Jehovha aizomukomborera kana akateerera mirayiro yake

    • Pis 1:​1-6—Jehovha anovimbisa kukomborera vaya vanoverenga uye kufungisisa mutemo wake

Nei vabereki vane rudo vachiranga vana vavo?

Ona “Vabereki

Vana vanofanira kuita sei pavanorangwa nevabereki vavo?

Ona “Mhuri—Vana