Kurwadziwa
Kurwadziswa kana kurasiswa nevamwe
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
1Sa 8:1-6—Muprofita Samueri akarwadziwa vaIsraeri pavakati vaida mambo
1Sa 20:30-34—Jonatani akarwadziwa uye akanyara baba vake Mambo Sauro pavakamutsamwira vachibva vamunyadzisa
Magwaro anonyaradza:
Mienzaniso yemuBhaibheri inonyaradza:
Pis 55:12-14, 16-18, 22—Mambo Dhavhidhi paakapandukirwa neshamwari yake yepedyo Ahitoferi, akakanda mutoro wake kuna Jehovha uye akanzwa anyaradzwa
2Ti 4:16-18—Muapostora Pauro akasiyiwa nevamwe vake paakasungwa asi Jehovha akamusimbisa zvikaita kuti ave netariro
Kurwadziwa nezvatinenge takanganisa
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
Pis 51:1-5—Mambo Dhavhidhi akarwadziwa chaizvo paakatadzira Jehovha
VaR 7:19-24—Muapostora Pauro ainzwa aora mwoyo nekuti aifanira kugara achirwisa zvido zvakaipa
Magwaro anonyaradza:
Mienzaniso yemuBhaibheri inonyaradza:
1Mad 9:2-5—Kunyange zvazvo Mambo Dhavhidhi akaita zvivi zvakakura, Jehovha akaramba achimuona semunhu ane mwoyo wakaperera kwaari
1Ti 1:12-16—Kunyange zvazvo aimboita zvivi zvakakura, muapostora Pauro aiva nechokwadi chekuti aizonzwirwa ngoni