Kutenda
Tinoziva sei kuti Jehovha anoda kuti vanhu vave nekutenda?
Joh 3:16, 18; VaG 3:8, 9, 11; VaE 6:16; VaH 11:6
Onawo 2VaK 5:7
-
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
-
VaH 11:1–12:3—Muapostora Pauro akatsanangura chinonzi kutenda uye akataura mazita evanhu vakawanda vaiva nekutenda vakadai saAbheri uyewo Jesu Kristu
-
Jak 2:18-24—Jakobho akataura nezvaAbrahamu kuti aratidze kuti kutenda kwedu kunofanira kuratidzwa nemabasa
-
Chii chichatibatsira kuti tisimbise kutenda kwedu?
VaR 10:9, 10, 17; 1VaK 16:13; Jak 2:17
Onawo VaH 3:12-14
-
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
-
2Mak 20:1-6, 12, 13, 20-23—Vanhu vaJehovha pavakarwiswa nevavengi, Mambo Jehoshafati akavaudza kuti vaizobudirira kana vakavimba naJehovha uye nevaprofita vake
-
1Mad 18:41-46—Muprofita Eriya akaratidza kuti aiva nekutenda paakamirira nemwoyo murefu kuti Jehovha anayise mvura
-