Kutya
Kutya kwakanyanya
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
Eks 32:1-4, 21-24—Aroni akabvuma kugadzira mhuru yegoridhe paakakumbirwa nevanhu nekuti akatya vanhu
Mk 14:50, 66-72—Vaapostora vaJesu vakamutiza nekuti vaitya vanhu uye Petro akasvika pakutoramba Jesu nemhaka yekutya
Magwaro anonyaradza:
Mienzaniso yemuBhaibheri inonyaradza:
2Mak 20:1-17, 22-24—Mambo Jehoshafati nevaJudha vese vaitya uto guru rine simba raida kuvarwisa, asi Jehovha akavasimbisa achibva avaponesa
Ru 12:4-12—Jesu akadzidzisa vateveri vake kuti vasatya vanhu uye vasanetseke nezvekuti vaizotii kana vakamiswa pamberi pematare nekuti Jehovha aizovabatsira