Kuva Akanaka
Chii chinoratidza kuti Jehovha akanaka?
Onawo Jer 31:12, 13; Zek 9:16, 17
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
Eks 33:17-20; 34:5-7—Jehovha akaita kuti Mozisi aone chiratidzo chairatidza kunaka kwake nehumwewo unhu hwake hwakanaka
Mk 10:17, 18—Jesu akati zvinhu zvese zvakanaka zvinobva kuna Jehovha uye ndiye ega ane kodzero yekutipa mitemo
Nei tichifanira kuva vakanaka?