Kuvimba naJehovha
Zvi 3:5, 21-26; Isa 26:3, 4; Jer 17:7, 8
Onawo Pis 34:8; 40:4, 5; Zvi 20:22; Isa 30:15
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
1Mak 5:18-20, 22—VaIsraeri vakakwanisa kukunda vavengi vavo nekuti vaivimba naJehovha
2Mak 14:9-13—Paaida kurwiswa neuto rakakura, Mambo Asa akanyengetera kuna Jehovha uye akaratidza kuti aivimba naye