Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kuzvitutumadza

Kuzvitutumadza

Kuzvikudza; kuzvitutumadza

Pis 138:6; Zvi 16:​5, 18; Jak 4:​6, 16

Onawo Zvi 21:4

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Es 5:​9-14; 7:​9, 10—Hamani aizvikudza uye akanzwa sekuti ashorwa Modhekai paakaramba kumupfugamira. Hamani akaramba achizvikudza uye zvakaguma nekuurayiwa kwake

    • Eze 28:​11-15, 17, 19—Mambo weTire aivimba neupfumi hwake uye simba raaiva naro. Izvi zvakaita kuti azvikudze uye zvakaguma nekuparadzwa

Onawo “Kuzvikudza