Mufaro
Chii chinoratidza kuti Jehovha ndiMwari anofara?
Zvikonzero zvipi zvinoita kuti tifare?
Pis 100:2; Mup 8:15; Isa 65:14, 18; VaF 4:1, 4
Onawo Pis 64:10; Isa 61:10; Mt 5:11, 12
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
Pis 16:7-9, 11—Dhavhidhi aifara nekuti aiva neushamwari hwepedyo naJehovha
VaH 12:1-3—Pauro akati kuva netariro seyaiva naJesu kunotibatsira kuti tirambe tichifara kunyange zvinhu pazvinenge zvakaoma