Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mwoyo Murefu

Mwoyo Murefu

Jehovha anoratidza sei kuti ane mwoyo murefu?

VaR 2:4; 9:22

Onawo Ne 9:30

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Jer 7:23-25—Jehovha akaudza vanhu vake nezvemwoyo murefu waakavaratidza

    • 2Pe 3:3-9, 15—Muapostora Petro akatsanangura kuti Jehovha ari kuratidza sei mwoyo murefu uye kuti nemhaka yei ari kuuratidza. Akataurawo kuti mwoyo murefu waJehovha une pawaizogumira

Nei tichifanira kuva nemwoyo murefu?

Zvi 25:15; VaE 4:1-3; 2Ti 2:24, 25; 4:2

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Ge 39:19-21; 40:14, 15, 23; 41:1, 9-14—Kunyange zvazvo Josefa akatengeswa semuranda achibva asungirwa mhosva yaasina kupara, akaramba achitsungirira nemwoyo murefu akavimbika

    • VaH 6:10-15—Muapostora Pauro akataura nezvaAbrahamu kuti atidzidzise kuti zvinokosha kuti muKristu ave nemwoyo murefu