Rudo
Jehovha akaratidza sei kuti ane rudo?
Jer 31:3; Joh 3:16; VaR 5:8; 1Jo 4:8, 19
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
Ge 1:1, 26-31; 2:8, 9, 15, 16—Jehovha akasika nyika uye akapa murume nemudzimai vekutanga zvinhu zvakawanda zvakanaka zvaiva mumunda weEdheni kuti vanakidzwe neupenyu
Pis 104:27-30—Munyori wepisarema akarumbidza Jehovha nemhaka yekuchengeta kwaanoita zvisikwa zvake
Tingaratidza sei kuti tinoda vamwe?
Joh 13:34, 35; 15:12, 13; 1Pe 4:8; 1Jo 4:10, 11; 5:3
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
Mt 22:36-39—Jesu akataura kuti mirayiro mikuru pane yese ndeyekuti tide Jehovha uye tidewo vamwe
1VaK 13:1-8—Muapostora Pauro akataura kuti rudo runokosha uye akatidzidzisawo kuti tingaruratidza sei