Shamwari
Ndedzipi shamwari dzakanakisa kupfuura vamwe vese?
Pis 25:14; Joh 15:13-15; Jak 2:23
Onawo Zvi 3:32
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
Ge 5:22-24—Inoki aiva neushamwari hwepedyo naMwari
Ge 6:9—Noa akafamba naMwari sezvakaita sekuru vake Inoki
Nei tichifanira kuva neshamwari dzakanaka?
Zvi 13:20; 17:17; 18:24; 27:17
Onawo Zvi 18:1
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
Rut 1:16, 17—Rute aiva shamwari yakavimbika yaNaomi
2Mad 2:2, 4, 6—Erisha akaramba kuparadzana naEriya
Nei tichifanira kupinda misangano nguva dzese?
Tingaita sei kuti tiwane shamwari dzakanaka?
Zvakaipirei kushamwaridzana nevanhu vasingadi Jehovha?
Zvi 13:20; 1VaK 15:33; VaE 5:6-9
Onawo 1Pe 4:3-5; 1Jo 2:15-17
Onawo “Ushamwari Nenyika”
Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:
Ge 34:1, 2—Dhina akasarudza shamwari dzisina kunaka uye zvakamuipira
2Mak 18:1-3; 19:1, 2—Jehovha akatsiura Mambo Jehoshafati nekuti akanga ashamwaridzana naMambo akaipa, Ahabhi
Hatifaniri kutaura nevanhu vasingashumiri Jehovha here?
Nei zvisina kunaka kuti munhu adanane nemunhu asina kubhabhatidzwa?
Ona “Wanano”
Nei tisingafaniri kushamwaridzana nevanhu vakadzingwa?