Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Unyoro

Unyoro

Tinozviziva sei kuti Jehovha munyoro?

Mt 11:​28, 29; Joh 14:9

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • 1Mad 19:12—Eriya paainetseka, Jehovha akataura naye ‘nenzwi rakadzikama, raiva pasi pasi’

    • Jon 3:10–4:11—Jona akataura naJehovha akatsamwa, asi Jehovha akamupindura zvine unyoro achibva amudzidzisa nezvekuregerera

Tingaratidza sei kuti tiri vanhu vanyoro?

Zvi 15:1; VaE 4:​1-3; Tit 3:2; Jak 3:​13, 17; 1Pe 3:15

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Nu 11:​26-29—Mozisi akapindura neunyoro Joshua paakamuudza kuti arambidze vanhu vakanga vari kuprofita

    • Vat 8:​1-3—Mutongi Gidhiyoni akapindura varume vekwaEfremu zvine unyoro zvikaita kuti hasha dzavo dziserere