Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Upombwe

Upombwe

Tsika dzakafumuka; kusachena; upombwe

Eks 20:​13-17; Mk 7:​21-23; 1VaK 6:​9, 10, 18; VaG 5:​19, 21; VaE 5:5; 1Pe 4:3

Onawo Re 20:10; Zvi 6:32; VaR 13:13; VaE 4:19; 5:3; 2Pe 2:​2, 7, 8, 18, 19

  • Mienzaniso yemuBhaibheri inogona kukubatsira:

    • Ge 39:​7-12—Mudzimai waPotifari airamba achimanikidza Josefa kuti arare naye, asi Josefa airamba

    • 2Sa 12:​7-14—Mambo Dhavhidhi akaita upombwe naBhati-shebha zvikakonzera matambudziko mumhuri yake kwemakore akawanda