Wana Rumwe Rubatsiro Rwemhuri pajw.org
Kuti uwane mamwe mazano anobatsira uye uchenjeri hunobva muShoko raMwari, tapota enda paNzvimbo yedu yekubudisira mashoko paIndaneti. Ipapo uchawanawo zvakanyatsoitika muupenyu hwevamwe vari muwanano semi pasi rose.
Kuremekedza wawakaroorana naye
Zvaungaita kuti usataura mashoko anorwadza
Zvamungaita kuti musapopotedzana
Kushamwaridzana kwacho kwanyanya here
Mumwe wako paanenge achida kunyatsotarisirwa
Kuita kuti wanano yechipiri ibudirire
Mungaita sei kana mwana achishusha
Zvamungaita kana mwana wenyu akaremara
Taura nevana vako nyaya dzebonde
Kana mwana wako ari kuyaruka asisina chokwadi nezvaunotenda
Kubatsira vari kuyaruka kuti vave vanhu vakuru
Zvamungaita kana mwana ari kuyaruka achizvikuvadza
Kudyidzana kwamungaita nevamwe kana muri mumhuri yokurera
Dzimwe nyaya dzinogara dzichiwedzerwa.