Nhamba Dzese dza2020
Mapazi eZvapupu zvaJehovha: 87
Nhamba Yenyika Dzakashuma: 240
Ungano Dzese: 120 387
Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese: 17 844 773
Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese: 21 182
Nhamba Yevaparidzi Yatanga Tisati Tambosvitsa *: 8 695 808
Avhareji Yevaparidzi Vanoparidza Mwedzi Wega Wega: 8 424 185
Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2019: -0,6
Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwa *: 241 994
Avhareji Yemapiyona * Mwedzi Wega Wega: 1 299 619
Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 338 568
Maawa Ese Akaitwa Muushumiri: 1 669 901 531
Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibheri * Mwedzi Wega Wega: 7 705 765
Mugore rebasa * ra2020, Zvapupu zvaJehovha zvakashandisa madhora ekuAmerica anopfuura mamiriyoni 231 pakutsigira mapiyona chaiwo mamishinari uye vatariri vematunhu mumabasa avo eushumiri. Pasi rese vashumiri vakagadzwa 20 994 vanoshanda pamapazi akasiyana-siyana. Vese zvavo inhengo dzeBoka Remunyika Yese Revashumiri Chaivo Venguva Yakazara reZvapupu zvaJehovha.
^ ndima 7 Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?”
^ ndima 10 Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?”
^ ndima 11 Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa, achiparidza mashoko akanaka.
^ ndima 14 Kuti uzive zvimwe, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Chii Chinonzi Chidzidzo cheBhaibheri?”
^ ndima 15 Gore rebasa ra2020 rakatanga kubva musi wa1 September 2019, kusvika musi wa31 August 2020.