Nhamba Dzese dza2017
Mapazi eZvapupu zvaJehovha: 90
Nhamba Yenyika Dzakashuma: 240
Ungano Dzese: 120 053
Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rese: 20 175 477
Vakadya paChirangaridzo Pasi Rese: 18 564
Nhamba Yevaparidzi Yatanga Tisati Tambosvitsa *: 8 457 107
Avhareji Yevaparidzi Vanoparidza Mwedzi Wega Wega: 8 248 982
Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2015: 1,4%
Nhamba Yevese Vakabhabhatidzwa *: 284 212
Avhareji Yemapiyona * Mwedzi Wega Wega: 1 249 946
Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Wega Wega: 439 571
Maawa Ese Akaitwa Muushumiri: 2 046 000 202
Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibheri * Mwedzi Wega Wega: 10 071 524
Mugore rebasa * ra2017, Zvapupu zvaJehovha zvakashandisa madhora ekuAmerica anopfuura mamiriyoni 202 pakutsigira mapiyona chaiwo, mamishinari uye vatariri vematunhu mumabasa avo eushumiri. Pasi rese vashumiri vakagadzwa 19 730 vanoshanda pamapazi akasiyana-siyana. Vese zvavo inhengo dzeBoka Remunyika Yese Revashumiri Chaivo Venguva Yakazara reZvapupu zvaJehovha.
^ ndima 7 Muparidzi munhu anoparidza mashoko akanaka eUmambo hwaMwari. (Mateu 24:14) Kuti unyatsoona kuti nhamba iyi inowanika sei, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Pasi Rese Pane Zvapupu zvaJehovha Zvingani?”
^ ndima 10 Kuti uzive zvaungaita kuti uzokwanisa kubhabhatidzwa semumwe weZvapupu zvaJehovha, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Ndingaita Sei Kuti Ndive Mumwe weZvapupu zvaJehovha?”
^ ndima 11 Piyona mumwe weZvapupu zvaJehovha akabhabhatidzwa anozvipira kuita maawa anenge akasarudzwa, achiparidza mashoko akanaka.
^ ndima 14 Kuti uzive zvimwe, ona nyaya iri pajw.org inoti: “Chii Chinonzi Chidzidzo cheBhaibheri?”
^ ndima 15 Gore rebasa ra2017 rinotanga kubva musi wa1 September 2016, kusvika musi wa31 August 2017.